Manda

Kubva Wikipedia

Manda (fat in English) zvinoreva mafuta anowanikwa pamhuka. Iri izwi rakanaka pakusiyanisa nemafuta anoduruka anowanikwa kubva kunzungu. Manda inowungana munzvimbo dziri pasi peganda uye inowanda pamhuka kana munhu anodya zvakawanda asingazoshande kana kuita bishi nechimwe chinopisa manda iyi.

Tsumo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chivingwi kumeso mwoyo wacho imanda. An ugly-faced (person) may have a heart cushioned with fat.
  • Chivingwi kuseka bere imo mumwoyo macho imanda. An ugly-faced person laughing at a hyena may have a heart cushioned with fat.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]