Makondekwa sezita

Kubva Wikipedia

Makondekwa izita remhuri rinowanikwa muAngola.

  • Vanhu vane zita iri: Joao Makondekwa; Teresa Makondekwa; Tina Makondekwa; Lou-Lou Makondekwa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kikongo vanoti ekondeka (n. cunning, craft, stratagem).