Mahobi

Kubva Wikipedia

Mahobi (deep-set eyes) zvinodudza munhu ane maziso ari pakadzika. Imwe nguva munhu anopfeka magirazi akazoabvisa anotaridzika kunge ane mahobi.

  • Zvinozivikanwa kuti gudo rine mahobi.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti isihobela kana amahobela pakuwanda (n. Deep-set eye) kureva mahobi.
  • MaZulu vanoti isihobela kana amahobela pakuwanda (n. Person with deep-set eyes) vachireva munhu ane mahobi.
  • MaZulu vanoti isihobela kana amahobela pakuwanda (n. Person or animal with stomach sunken with hunger).