Gwada
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMagwada)
Gwada kana magwada (1. Congealed mass 2. Lump e.g. frozen mass, hail) apa kureva zviro zvakamandana zvikagwamba kuva chinhu chimwe.
- gwada (ideophone of Kneeling - on one, or on two knees).
Kujekesa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Gwada (Shoe) apa kureva shangu.