Gwada

Kubva Wikipedia

Gwada kana magwada (1. Congealed mass 2. Lump e.g. frozen mass, hail) apa kureva zviro zvakamandana zvikagwamba kuva chinhu chimwe.

  • Chando chakaita magwada mumvura: frost has caused the water to congeal.
  • Handidyi gwada resadza rakadai: I don't eat a lump of sadza like that.

Nyaudzosingwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • gwada (ideophone of Kneeling - on one, or on two knees).

Kujekesa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Gwada (Shoe) apa kureva shangu.