Magunje (Nzvimbo)

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Magunje imusha mukuru negrowthpoint mumaruzevha eHurungwe muMashonaland West muZimbabwe.

Magunje inowanikwa pachinhambwe chinosvika makiromita 35 nekuchamhembe nechekumadokero kubva muKaroi.

Kune zvikoro zvitatu zvinoti Magunje Government High School, Magunje Barracks Secondary School, neCharles Clack Mission chinotungamirwa neSalvation Army. Kune kamba yemauto inonzi Magunje Barracks inowanikwa muMagunje.

Kune ivhu rakanaka kwavanorima zvirimwa zvakaita sefodya nechibage.