Magonga (taranyika)

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti magonga riri kushandiswa kutaura nzvimbo mbiri imwe iri kuMaodzanyemba imwe kuchamhembe kwenyika, panova panosangana Chiso chenyika neakiso inozeya nyika.

Magonga eRinopasi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Gonga rekuMaodzanyemba, (North pole) ndipo papoyindi panosangana uso neakiso yekuzeya yeRinopasi (Earth), kuri kuMaodzanyemba kweRinopasi, riri divi rakapesana neSouth pole . Munongedzo wecompass inotaridza kuti kuMaodzanyemba ndekupi.

Gonga rekuChamhembe, (South pole) ndipo papoyindi panosangana Chiso neakiso yekuzeya yeRinopasi (Earth), kuri kuChamhembe kweRinopasi.

Takatarisana neRinopasi, Mutsazanisi mutsetse wekufungidzira une nhambwe dzakaenzana kubva kuGonga rekuChamhembe kusvika kuGonga rekuMaodzanyemba panzvimbo dzose. Mutsetse uyu unocheka urungano yeRinopasi kuita zvikamu zviviri zvakaenzana.