Madzinde
Mataridziko
Dzinde (stalk of a plant or the plant itself) zvinoreva zvisikwa zvinopona nokumera muvhu. Iri ndiro zita raonekwa rakafanira kutsanangudza zvizhinji zvinonzi "plants" kuEnglish.
Zvisimwa zvinosanganisira: miti; huswa; miriwo; michero etc.
Kutumbuka (1. To blossom, 2. To appear-of flowers, 3. To bud, to sprout, to shoot - of plant or seeds). zvinoreva kuburitsa maruva, mwonzora kana muchekechera.
- Mwonzora (ear of corn).
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Pakaitwa hura nomwe padzinde rimwe chete: there were seven ears on one stalk.
- Ko dzinde iri rinonzi chii zita raro?
- Akadyara madzinde makumi maviri emadomasi.