Madiya sezita
Mataridziko
Madiya izita remhuri rinowanikwa kuSouth Africa neCongo, Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Mwepu Madiya; Andiswa Madiya; Madiya Mandungwana; Madiya Rotshidzwa.
- Chidiya kana madiya (Short, vigorous, restless person) zvinotaura munhu akagwinya anogaroshanda asingadi kugara pasi.
- Chindiya (Bantam. 2. Short, vigorous person) munhu mupfupi; akagwinya anokwanisa kunge ari mupopoti zvakare.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.