Lutunda sezita

Kubva Wikipedia

Lutunda izita remhuri rinowanikwa muZambia neCongo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Naomie Lutunda; Phil Lutunda; Hesham Lutunda; Leon Lutunda.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Barotse vanoti lutunda (n. long and narrow piece of ground rising above the plain). Fananidzai nokuti dundumadza?