Svetuka kuchirochemo

Lusako sezita

Kubva Wikipedia

Lusako izita remhuri rinowanikwa muMalawi, neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Lusako Simfukwe; Lusako Kamwale; Lusako Mwalwanda; Lusako Mukumbwa.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Lenje inoti lusako, musako kana chisako (n. stick; shaft of spear).