Lugbara

Kubva Wikipedia

Lugbara mutauro unowanikwa kuUganda.

  • Lugbara vanoti Iri (n. two) kureva piri.
  • Lugbara vanoti ada (n. true) kureva chokwadi.
  • Lugbara vanoti ati kana ata (n. father) kureva baba.
  • Lugbara vanoti imve (n. white) kureva huchena.
  • Lugbara vanoti majani (n. tea) kureva masamba.
  • Lugbara vanoti nyanya (n. tomatoes) kureva madomasi.
  • Lugbara vanoti nyaku (n. soil) kureva vhu.