Luema sezita

Kubva Wikipedia

Luema izita remhuri rinowanikwa muCongo, Kinshasa neAngola.

  • Vanhu vane zita iri: Horline Luema; Riquito Luema; Ruth Luema, Luema Da Silva.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kikongo inoti luema, eluema (n. a desire, longing). Fananidzai nokuti kuyemura?