Luambua sezita

Kubva Wikipedia

Luambua izita remhuri rinowanikwa kuAngola neCongo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Jonathan Luambua, Nestor Luambua, Benedicite Luambua.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kikongo inoti luambu (n. Assistance) kureva rubatsiro. Fananidzai nokuti muyambi.
  • Kalanga inoti luambo (n. Language) kureva mutauro.