Locardia Karimatsenga

Kubva Wikipedia

Locardia Karimatsenga mukadzi akanga ave kuroorwa naMorgan Tsvangirai, wanano yavo yakazoparara mushure memazuva asingasvike mavhiki maviri. Mashoko akabuda panguva yokuroorana kwamuzvare Karimatsenga naMorgan Tsvangirai anoti Karimatsenga aiva nepamuviri paVaTsvangirai.