Lobengula

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Lobengula ndiye aive mambo wemaNdevele. Lobengula aive nevanakomana vatatu vainzi Mpezeni, Njube naNguboyenja. Vana ava vakaenda kunodzidza kuchikoro kuCape Town kuma 1895. Vana vaLobengula havana kuzotonga mushure mababa vavo. Mpezeni akafa muna 1899, Njube muna 1910 uye Nguboyenja akafa mugore ra1944.