Svetuka kuchirochemo

Kuzvira

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kuzvira (contraction in English) rinoreva kudzoka kwechinhu kuita chidiki kubva pamumhu wachanga chiri pakutanga. Mumhu unozvira kana chinhu chatonhora kubva pahujoto hwepakutanga.

Kana chiro chichikura kubva pamumhu wachanga chiinacho pakutanga kuburikidza nokukwira kwehujoto chinonzi chiri kutandauka - expansion kuEnglish".

  • Kudzoka, kuwunyana, kuputana, kana kuboyera (shrink).
  • Kuzvidza (to belittle, to despise).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaVenda vanoti -hwetekana, -huma, -hwahwamala (shrink).
  • VaGwere vanoti kubbiira kana kubbiirya (v. amass, accumulate, stack, pile, crowd, heap, gather together) vachireva kukuva.
  • VaGwere vanoti kwebbiirya (v. congregate, converge) vachireva kuungana.
  • VaGwere vanoti kubbimba (swell, bulge, puff up especially due to injury) vachireva kuzvimba.