Kuzvambaradza

Kubva Wikipedia

Kuzvambaradza rimwe remashoko anokwanisa kurasisa munhu mutsva kuChiShona nokuti rinoreva zvakasiyana-siyana.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kuzvambarara (to lie stretched out) zvinogona kureva kurara wakatandaudza muviri, somunhu aneta.
  • Kuzvambaradza (cause to lie stretched out) zvinogona kureva kusakisa kuti munhu azvambarare.
  • Kuzvambaradza (to beat someone until they are weak and lie stretched out) zvinogona kureva kurova munhu kusvikira arukutika zvokuti anongozvambarara.