Kuzarura

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kuzarura kana kuzurura (to open) zvinoreva kuvhura.

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • VaKongo vanoti jiula (to open, unclose).
  • VaKongo]] vanoti jiuka (to be open, open).
  • VaKongo vanoti jima (to shut, extinguish, be extinct) vachireva kuvhara, kudzima kana kufarudzi.
  • VaLenje vanoti kujalula (to open); VaShona vanoti kuzarura.
  • Mururimi rweKikongo vanoti bundula (n. open, unfold, unwrap).