Kuwa sezita

Kubva Wikipedia

Kuwa izita remhuri rinowanikwa kuSouth Africa].

  • Vanhu vane zita iri: Kudzai Kuwa; Angelo Kuwa; Dickson Kuwa; Astess Kuwa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.