Kutyora muzura

Kubva Wikipedia
Michelle Obama achityora muzura

Kutyora muzura (to curtsy on bended knees) zvinoreva kukotamisa mabvi senzira yekuremekedza; izvi zvichiitwa pakukwazisana, kugamuchira kana kupa chinhu. Mutsika dzeVaShona, kutyora muzura kunoitwa nevanhukadzi.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kasem vanoti zula (n. respect, honour, worship). Mamwe mazwi: zuli (v. respect, honour, praise). Fananidzai nokuti kutyora mazura?
  • Kikongo vanoti zula (v. to stand quite still).