Kutsinhira (mimhanzi)

Kubva Wikipedia

Mumimhanzi yedu ye Chivanhu, Kutsinhira chikamu chemhanzi chinotevera kushaura. Kutsinhira kunowanzowa mushure nebhiti rimwe nekushaura, ichi ndicho chikamu chinowanzokuvumbiwa ne mabhiti kudarika chikamu chatinoti chekushaura.

Pakazhinji, muyimbi kana mutungamiri wekuyimba anotanga kuyimba achitungamidza mayimbirwo echikamu chake, muyimbi wekutsinhira otevera achimudanira (kumupindura), kunyanya ne kuyimba kwakakwira kana kudzika. Ndiko kuvumbwa kunoitwa chisanganiswa chekushaura nekutsinhira, kunosanganisa mazwi akakwira ne kudzika evayimbi vaviri (kana vakawanda vachihamonaiza).

Ringai zve[chinjirudza | chinjirudza mabviro]