Kutonhora

From Wikipedia
(Redirected from Kutonhodza)
Jump to navigation Jump to search

Kutonhora (to be cold or cool) zvinoreva mamiriro ekunze anopinza chando mumuviri.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Baila vanoti ku tontola (to be cool) kureva kutonhora.Baila vanoti ku tontosha (to be cool) kureva kutonhodza.
  • VaFwe vanoti ku tontora (to be cold; to be calm, quiet) kureva kutonhora kana kunyarara.
  • VaZigula vanoti kuandama (to attach; to adhere, to stick). Mamwe mazwi: kuandamila (to attach, cleave, congeal).