Kurasika

From Wikipedia
(Redirected from Kutaika)
Jump to navigation Jump to search

Kurasika kana kutaika (to get lost) zvinoreva kushaya kuziva kuti ndiri papi kana kuti ndinoenda sei kwandinoda kusvika.

  • Kudzimidza kana kudzimaidza (cause to get lost; remove all traces of something).
  • Kudzimira (go astray; wander; get lost).
  • Chadzimira (state of mind where one gets lost or does not know where they are) apa kureva kurasikirwa nepfungwa zvekushaya kuziva kuti uri kupi kana kuti ndinoenda sei kwandinoda kusvika.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]


Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti kuzimira (to be lost, lose the way) rinotaurwa mururimi rweKinyarwanda richireva kudzimira.