Kushura
Mataridziko
Kushura (to be an evil omen) zvinoreva chiitiko kana chinhu chinonongedza zviri mberi.
- Mashura (miracles, omens, wonders).
- Shuramurove (stork bird.).
Chirevo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chisingaperi chinoshura. MaNdebele vanoti: ukungapheliyo kuyahlola.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- MaZulu vanoti ukuhlola (Predict evil, warn of coming danger; act as an evil omen.), kushura. Mamwe mazwi: hlolela (Bring down evil upon: send a warning to; wish evil to) kureva kushurira.
- MaZulu vanoti umhlola (Awe-inspiring occurrence (e.g. eclipse, earthquake), extraordinary happening; evil omen, portent) vachireva chiitiko chinoshura.
- MaZulu vanoti ilihlolamvula kana amahlolamvula (lit. what predicts rain. Common swift, Cypselus apus) vachireva shuramvura.
- VaTsonga vanoti hlola (v. do something taboo) vachireva kushura kana kushurira.