Kuchinja

Kubva Wikipedia

Kuchinja (kureva to switch; to change) ishoko rinoreva kushandura, mavambo eshoko iri anogona kunge ari eChingezi, asi pane mashoko akafanana naro eChivanhu senge kuchinjirudza uye zve muchinjikwa kana zita rokuti machinjike.

Senge kuti "chinja hembe" kana "chinja mari".

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]