Kusati

Kubva Wikipedia

Kusati, pasati, ndisati, tisati, vasati, musati, chisati, zvisati, risati mazwi anoreva kuitika kwechinhu mberi kwechimwe - mazwi aya anoturikira before inotaurwa kuEnglish asi kuShona anoshanduka zvichienderana neMipanda yeMazita.