Kusanangura
Kusanangura, kushanangura kana kutsanangura, (1. elect, 2. choose out, 3. set apart, 4. select) zvinoreva kutsawura munhu kubva paboka zvikurusei ari mumiriri kana mubati werimwe basa rakasarudzika.
- Vasanangurwa (elected people) vanhu vakafana vasarudzwa kana vasarudzwa zvino - pahumwe toti musanangurwa.
Mamwe Mazwi[chinja | edit source]
- Kushara kana kusarudza (to select, to choose).
- Kunyurura (to select).
- Kusanangurira (to dedicate, separate for).
- Kutsawura kana kurawura (to separate).
- Kutotota (select carefully).
- Kuparadzanisa, kuita mhotsa, kutsawura kana kuravura (to separate).
Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]
- ...navo vakadzitorera kuita vakadzi avo vavakada kudai ngokutsanangura kwavo: ...and they took wives for themselves of all whom they chose. (Genesis 6: Bhaibheri reChiNdau).
Mitauro yeBantu[chinja | edit source]
- Mururimi rweNyungwe vanoti cisanko (n. selection) chisanangurwa.
- VaNyungwe vanoti sankula (select) kureva kusanangura.
- VaLenje vanoti sala (choose, select, prefer) kureva kushara.