Kurega basa

Kubva Wikipedia

Kurega basa (Retiring) zvinotaura apo munhu anenge osiya basa makore okuti achienda pamudyandigere akwana. Panguva iyi panenge paine tariro yokuti haachatsvaki rimwe basa zvakare.

MuZimbabwe vashandi vazhinji vanotenderwa kurega basa vava nemakore makumi matanhatu (60).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaLubwisi vanoti kulekela (release; free s.b.; drop charges; pardon) kureva kuregera.
  • VaLubwisi vanoti kuleka (1stop; let up; leave; quit) kureva kurega.
  • VaMbugwe vanoti kurekera (to leave) vachireva kubva.