Svetuka kuchirochemo

Kupukuta

Kubva Wikipedia

Kupukuta (to wipe, to rub off).

  • Kupukuta (to rub off e.g the dry skin of peanuts). Vamwe vanhu vanodaya vapukuta rukanda rwenzungu vast vadya.
  • VaYao vanoti kupukuta (to wipe, to shed leaves). Mamwe mazwi: kupukutika (to be wiped, to be bare of leaves).
  • VaYao vanoti kupukutula (to strip the grains off the maize cob).
  • VaBemba vanoti kupukuta (to polish).
  • VaTsonga vanoti hlangula (to wipe) kureva kutsvangura..