Kupindiridza

Kubva Wikipedia

Kupindiridza (go beyond what is respectful or desirable) kuita kana kudzokorora zvinhu zvisina rukudzo kune ari kuzviitirwa.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Iwe rega kupindiridza nemashoko aunotaura padare nokuti vamwe vako padare havafare nazvo.
  • Vafana vekwaChikoto vava kupindiridza manje, nhasi vanga vachiridza mheterwa kuna Mai Chamu.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti phinda (Repeat, do again). Sokuti: ukuphinda ingoma (to repeat a song).
  • MaZulu vanoti phinda (Return, go back). Sokuti: ukuphinda emuva (to return back).
  • MaZulu vanoti umagwazephindela (lit. what stabs and repeats; Oue who is never satisfied with a single achievement) kureva munhu asingagutsikane nokukunda kamwe.