Svetuka kuchirochemo

Kupikisa

Kubva Wikipedia

Kupikisa (challenge) zvinoreva kupokana nemunhu kana nemashoko anenge ataurwa uchiti haasi idi kana kuti zvarehwa hazvikwanisike.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kutipitira (Challenge - noun)
  • Rusorera (Challenge - noun)

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti phikisa (Dispute, contradict; debate upon) vachireva kupikisa. Mamwe mazwi umphiki (One who denies, contradicts).
  • MaZulu vanoti phikisa (Cause to wrangle; cause or help to deny) vachireva kupikisa. Mamwe mazwi impikisano (Competition, rivalry, race, bone of contention, disputation).
  • MaZulu vanoti phikisana (Contest with, dispute with, compete with, vie with one another) kureva kupikisana. VaTsonga vanoti mpikisano (n. competition).
  • MaZulu vanoti imphiko kana izimphiko (Denial, contradiction; argument) vachireva rupikiso.