Svetuka kuchirochemo

Pfugama

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKupfugama)
Murindi waMambo akapfugama, kuBangkok, Thailand.

Pfugama (Kneel in English) zvinoreva chimiro chokunge munhu akazvitsigisa pamabvi netsoka sezvinoitwa nevamwe kana vachinamata.

Nguva dzinopfugama vanhu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Kana vachinamata zvikurusei maKristu
  • Kana munhu achishanda sokuti mudzimai ari kukuya dovi
  • Kana musoja akahwandira muvengi.