Kupa Kutenda
Mataridziko
Kutenda (to thank) zvinotaura mashoko kana chiito chekuyemura zvakanaka zvaunenge waitirwa kana zvaitirwa musha kana mumwewo munhu waunoda.
Tsika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaShona vanoti kusatenda huroyi - zvikurusei kana munhu waitirwa zviri pachena kuti izvi zvakanaka uye zvinoyemurika.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaGanda neDigo vanoti tenda (v.a. to praise; glorify) kureva kurumbidza.
- VaGungu neDigo vanoti kutenda (praise; express approval or admiration).
- VaGwere vanoti kutenda ( praise, compliment, acclaim, herald, hail, commend, approve, applaud, eulogise, extol, glorify, honor, give credit, laud) vachireva kupa kutenda.
- Baila vanoti ku lumba (to thank) kureva kupa kutenda. Mazwi Anotodzana: mulumbi (thankful person) kureva munhu anotenda.