Kunyangadira

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKunyangata)

Shoko rokuti kunyangadira kana kuti kunyangata (be absorbed) rinotaurwa apo mutuvi (kana gasi) unoonekwa uchipinda pane chiro uchibva wanyatira zvokuzadza chiro ichi. Sokuti mvura ikapinda mujecha inonyangatiramo.