Kunyangadira

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kunyangadira kana kuti kunyangata (be absorbed) rinotaurwa apo mutuvi (kana gasi) unoonekwa uchipinda pane chiro uchibva wanyatira zvokuzadza chiro ichi. Sokuti mvura ikapinda mujecha inonyangatiramo.