Kumhura

Kubva Wikipedia

Kumhura zvinoreva kutaura mashoko asina kururama pamusoro pemumwe munhu, zvikurusei mashoko asina chokwadi chizere. Mashoko ekumhura anoita kuti uya munhu ari kutaurwa nezvake agumisidze ave kuzvidzwa kana kushorwa munzvimbo iyo anobata ari. Kumatare emhosva, kumhura mumwe munhu imhosva inoripiswa muripo; imhosva inoda kunofanana nekupumha huroyi.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.