Mukosi
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKukosa)
Mukosi kana hotsi (string with two strands made by rolling back and forth between palm and thigh) zvinoreva kukwizira shinda kana makonje pachidya uchimonanidza kuti zvive tambo imwe inonzi mukosi.
Mazwi eBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mang'anja vanoti kukosa (to rub on one's knee the strands in making string; to twist threads).
- Nyungwe vanoti kukosa (v. braid) zvichireva kuruka. Baila vanoti kuposana (to be entangled) kureva kukosana.
- Lugwere vanoti lukosi (string, strand, lightweight cord, thread, twine) kureva mukosi.
- Luwanga vanoti omukhosi (line, probably more specifically one of several parallel lines, a ray of light) kureva mukosi.
- Nyanja vanoti kupota (to spin, to twist) kureva kukosa. Mamwe mazwi: kupotaka (to twist; to bend; to make crooked) kureva kukosa.
- VaMambwe vanoti okoseka (to be properly twisted, plaited - of rope) vachireva yakakoseka.