Kugutsikana

Kubva Wikipedia

Kugutsikana (to be pleased, to be happy with) zvinoreva kufara nechinhu chaunenge wawana, waona kana wapihwa.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Amai vari kugitsikana zvikuru nemuroora wavo.
  • Mudzidzisi haana kugutsikana nemhinduro dzakanyorwa nevadzidzi.
  • Gutsaruzhinji rakanangana nekugutsikana kwevanhu maringe nematongerwo enyika.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaDigo vanoti guta (to please) kureva kugutsa.