Kufumira

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kufumira kana kufuma (to wake up very early in the morning).

Tsumo[chinja | edit source]

  • Murume kufuma kubuda mumba kutumirira muromo. If a man leaves the house he wants to convey a message.
  • Chirume kufumira pachimwe, kumuromo chakatakura. A man visiting another early in the morning must be (eager) to talk.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaTonga neBaila vanoti kufuma (to be early astir; get up early; to start early on a journey) vachireva kufumira.
  • Baila neVaLenje vanoti chifumo (early in the morning) vachireva chifumo.
  • VaNyungwe vanoti kubesera kana kubeseraka (to wake up early) kureva kumukira.
  • VaNyungwe vanoti bese (ideophone that means - to wake up early, to be at dawn) inyaudzosingwi inoreva kumukira.