Kuenderera

Kubva Wikipedia

Kuenderera (to go on with, to continue) zvinoreva kupfuurira mberi nechiitiko, basa kana rwendo rwanga ruripo kubvira pakutanga.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Izwi rokuti kuenderera (to over do) rinoshandiswawo) kududza chiitiko chapfuura mwero wakafanira.
  • Vapfana ava vakuenderera nemawara avo, mumwe vavo ndichamurova chete.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]