Kudzura
Kudzura kana kudzipura (to uproot, remove something stuck in).
- Akaenda kuchipatara kunodzurwa zino rairwadza.
- Amabuya vari mumunda mavari kudzura nzungu.
- Madzuramoyo vaivako kuma 1980 vaiva vachinzi vanoba vana vachicheka moyo kuitisa mishonga yekupfuma.