Kudosha

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kudosha rinoreva kushungurudza munhu nenzira yekumubvunza mibvunzo yakawandisa. Vamwe vatauri vanoti kunhosha.

Shoko iri tinokwanisa kurishandisa kuturikira inonzi interogating kuEnglish.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Vasungwa vehondo vakadoshwa nayo mibvunzo kuti vadudze pavakanga vaviga zvombo.