Kudeedza
Mataridziko
Kudeedza, kudevedza, kudavidza kana kushevedza (v. to call).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Saghala inoti kuita (to call) kureva kusheedza. Sokuti: Ita uri kuda musikana chete, kwete kuti ndiye akarurama pane vose.
- Kikuyu inoti kuita (to call, calling) kureva kusheedza. Mamwe mazwi: wito (n. calling).
- Tsuvadi inoti ɗehe (to call) kureva kusheedza.
- VaLamba vanoti ita (n. call). Fananidzai nokuti Unoitwa ani?