Kuchicha

Kubva Wikipedia
  • Kuchicha Become partly dry (after having been very wet). Vamwe vanoti kusota.
  • Kuchicha (Violate girl not yet of age of puberty).
  • Kuchicha kana kuchikidza (Suffer). Chacho chinokonzera kutambura chonzi chichiso.
  • Kuchicha (Dance vigorously (esp one wearing leg rattles).
  • Kuchicha (Rain heavily).
  • Kuchicha (Trot - of animal). apa zvichireva kunzunzuta.
  • Kuchicha kana kuchikinya (Walk long distance without stopping). Maziso anondichichisa: my eyes are hurting me. Ndakachicha kufamba ndichikutsvapa: I have walked myself off my feet looking for you.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.