Kubvuma

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kubvuma (to agree, to consent) zvinoreva kutenderana nepfungwa kana chirongwa chiripo chiri kutaurwa.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Vatauri veChewa vanoti bvuma (to give consent; give assent; take up a chorus), kureva kubvuma.
  • Baila vanoti ku vumina (to consent) kureva kubvuma.