Kubvira (kugoneka)

Kubva Wikipedia

Izwi rokuti kubvira rinoreva kukwanisika kana kugoneka - possible kuEnglish.

  • -bvidza (competent). Muvaki uyu unobvidza basa rake. This builder is competent at his job.
  • -bvidzika (1. Be manageable, 2. Possible). Zidombo iris haribvidziki. This stone is not movable.
  • -bvidzani (be compatible, get on together). Murume nomukadzi ava havabvidzani. This man and his wife are incompatible.
  • -bvika (Being able to be acted upon) apa kureva kugoneka kana kukwanisika kuitika. Hoko iyi haibviki kudzipurwa. This peg cannot be pulled out.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Hazvibviri kuti munhukadzi abate mimba pasina murume.
  • Zvinobvirika here kuti munhu ararame nechingwa choga? Is it possible for man to live on bread alone?
  • Hazvibviriba: it is not possible.