Svetuka kuchirochemo

Kiromita

Kubva Wikipedia
Kiromita
Mtandira we Yuniti rumitari (metric)
Yuniti ye hurefu
Chikwangwani km
Mashandurwo
1 km mu ... ... ienzanwa ye ...
Mayuniti e MP   1000 m
  mayuniti e wuimperi (imperial)

ne USA

0.62137 rd (mi)

1093.6 rv (yd)

3280.8 rs (ft)

Mayuniti e unawuti (nautical)   0.53996 rru (nmi)

Kiromita (Nge. kilometre, kilometer; Chikawangwani che MP: km) kana kilomita iyuniti ye hurefu mumtandira we rumitari, rakaenzana ne chiuru chimwe chemamita (kiro- kureva chiwakashure che MP chiwakamberi che 1000). Karekano ndiyo yuniti ye vupimo inoshandiswa kurakidza nhambwe pakati penzvimbo dze utarachisi pasi mupasirose; kunze kwe kuUSA ne kuUK kunoshandiswa mayuniti emidanho.

Mashoko ashandiswa

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mayuniti e upami

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

ky rd zvirikumirira kyubhu ridanho - (cu mi = cube miles)

  • MP (mtandira we pasirose ) zvinoreva SI (international system)
  • vupimo, upimo, hupimo kana chipimo kureva measurement
  • ridanho[1] kureva (mile) kubva pakuti mutanho, nhanho

Mabviro eruzivo

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  1. https://vashona.com/en/dictionary/en/mile