Svetuka kuchirochemo

Kingundu sezita

Kubva Wikipedia

Kingundu izita remhuri rinowanikwa muCongo, Kinshasa, Angola neUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Kingundu Makondo; Joao Kingundu; Americano Kingundu; Kingundu Tuliwane.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kikongo inoti kingundu (n. muscular fellow).