Kikusa sezita

Kubva Wikipedia

Kikusa izita remhuri rinowanikwa kuUganda neCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Miya Kikusa; Juliano; Ishara Kikusa; Kikusa Makelele; Selphina.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Lubwisi vanoti kikusa (n. Maize cob) kureva muguri wechibage.